Podbean Podcast Site Category :   General   Tags :              
Feed on
Posts
Comments

About

Ini ndinonzi Izwi Izwai. Ndinobva ku Mbare. Ndinofarira sadza ne mubowora, kana mabhonzo. Ndakabarwa mu State house yeku Matapi. Ndinofarira bhora, nekubvakacha kwa Mereki kana ndichinge ndambowana zvimashereni pamusika. Zuva ne zuva ndinowanikwa ndichitengesa matomatisi ne matemba pamusika. Kana ndachaisa ndopandinobva ndaenda muchinyeda changu ndotanga ku broadcaster Radio show ino.